.

Mudiwa Janet Lyrics

Ndiwe here mudiwa Janet
Ndiwe here ungandidaro
Ndiwe here mudiwa Janet
Ndiwe here ungandidaro
Kubvira zuva ratakadanana
Ndakakuudza kuti ndine vana vangu
Kubvira zuva ratakadanana
Ndakakuudza kuti ndine vana vangu
Iwe ukati Joe usambochema
Vana vako ava ndinovachengeta
Iwe ukati Joe usambochema
Vana vako ava ndinovachengeta
Nhasi uno zvavekufamba sei
Zvawave kuti haudi vana vangu
Nhasi uno zvavekufamba sei
Zvawave kuti haudi vana vangu

Ndiwe here ungandidaro
Ndiwe here ungandidaro
Ndiwe here ungandidaro
Ndiwe here ungandidaro

Zvakafanana ne gara ndichauya
Uriwe zvako uchindidaro
Zvakafanana ne gara ndichauya
Uriwe zvako uchindidaro
Kubvira zuva ratakadanana
Ndakakuudza kuti ndine vana vangu
Kubvira zuva ratakadanana
Ndakakuudza kuti ndine vana vangu
Iwe ukati Joe usambochema
Vana vako ava ndinovachengeta
Iwe ukati Joe usambochema
Vana vako ava ndinovachengeta
Nhasi uno zvavekufamba sei
Zvawave kuti haudi vana vangu
Nhasi uno zvavekufamba sei
Zvawave kuti haudi vana vangu
Ho ndeha, hoyere ndeha
Ho ndeha, ngatirambane
Ho ndeha, hoyere ndeha
Ho ndeha, handingarase vana vangu
Ho ndeha, hoyere ndeha
Ho ndeha, nekuda kwerudo
Ho ndeha, hoyere ndeha
Ho ndeha, ngatirambane
Ho ndeha, hoyere ndeha
Ho ndeha, handingarase vana vangu
Ho ndeha, hoyere ndeha
Ho ndeha, nekuda kwerudo
Ho ndeha, hoyere ndeha
Ho ndeha, ngatirambane
Ho ndeha, hoyere ndeha
Ho ndeha, handingarase vana vangu
Ho ndeha, hoyere ndeha
Ho ndeha, nekuda kwerudo
Ho ndeha, hoyere ndeha
Ho ndeha, ngatirambane
Ho ndeha, hoyere ndeha
Ho ndeha, handingarase vana vangu
Ho ndeha, hoyere ndeha
Ho ndeha, nekuda kwerudo
Report lyrics
Top John Chibadura Lyrics